Johani 6:63 BDMCS

63 Mweya ndiye anopa upenyu, nyama haina chainobatsira. Mashoko andataura kwamuri ndiwo mweya, uye ane upenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6

Maonero Johani 6:63 akapoteredza