64 Asi vamwe venyu varipo vasingatendi.” Nokuti Jesu akanga achiziva kubva pakutanga kuti ndivanaani pakati pavo vakanga vasingatendi uye kuti ndiani aizomupandukira.
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6
Maonero Johani 6:64 akapoteredza