Johani 6:65 BDMCS

65 Akaenderera mberi achiti, “Ndokusaka ndakakuudzai kuti hakuna munhu angauya kwandiri kunze kwokunge azvipiwa naBaba.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6

Maonero Johani 6:65 akapoteredza