Johani 7:12 BDMCS

12 Vanhu vazhinji vaingozeverana nezvake kwose kwose. Vamwe vaiti, “Munhu akanaka,” vamwe vachiti, “Kwete, anonyengera vanhu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 7

Maonero Johani 7:12 akapoteredza