Johani 7:22 BDMCS

22 Asi nokuda kwokuti Mozisi akakupai kudzingiswa (kunyange zvazvo kusina kubva kuna Mozisi, asi kumadzibaba enyu), imi munodzingisa mwana nomusi weSabata.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 7

Maonero Johani 7:22 akapoteredza