Johani 7:23 BDMCS

23 Zvino kana mwana achigona kudzingiswa nomusi weSabata kuti murayiro waMozisi urege kuputswa, seiko muchinditsamwira nokuda kwokuti ndaporesa munhu nomusi weSabata?

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 7

Maonero Johani 7:23 akapoteredza