Johani 8:13 BDMCS

13 VaFarisi vakamupikisa vachiti, “Hezvo, uri kuratidza wani kuti unozvipupurira pachako; uchapupu hwako hahuna maturo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 8

Maonero Johani 8:13 akapoteredza