Johani 8:14 BDMCS

14 Jesu akapindura akati, “Kunyange dai ndikazvipupurira pachangu, uchapupu hwangu ndohwechokwadi, nokuti ndinoziva kwandakabva uye nokwandinoenda. Asi imi hamuzivi kwandinobva kana kwandinoenda.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 8

Maonero Johani 8:14 akapoteredza