Johani 8:19 BDMCS

19 Ipapo vakamubvunza vakati, “Baba vako varipiko?”Jesu akapindura akati, “Hamundizivi ini kana Baba vangu. Dai maindiziva mungadai maizivawo Baba vangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 8

Maonero Johani 8:19 akapoteredza