Johani 8:20 BDMCS

20 Akataura mashoko aya paakanga achidzidzisa ari mutemberi pedyo nenzvimbo yaiiswa zvipo. Asi hapana munhu akamubata, nokuti nguva yake yakanga isati yasvika.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 8

Maonero Johani 8:20 akapoteredza