Johani 9:11 BDMCS

11 Akapindura akati, “Murume anonzi Jesu akakanya dope akariisa pameso angu. Akandiudza kuti ndiende kuSiroami ndinoshamba. Saka ndakaenda ndikandoshamba, uye ipapo ndakagona kuona.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 9

Maonero Johani 9:11 akapoteredza