Johani 9:3 BDMCS

3 Jesu akapindura akati, “Hakusi kutadza kwomurume uyu kana kwavabereki vake kwakaita kuti zvidai, asi izvi zvakaitika kuti basa raMwari riratidzwe muupenyu hwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 9

Maonero Johani 9:3 akapoteredza