Johani 9:4 BDMCS

4 Kana achiri masikati kudai, tinofanira kubata basa raiye akandituma. Usiku huri kuuya, husina munhu angagona kushanda basa nahwo.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 9

Maonero Johani 9:4 akapoteredza