Johani 9:7 BDMCS

7 Akati kwaari, “Enda undoshamba mudziva reSiroami” (shoko iri rinoreva kuti Kutumwa). Saka murume uya akaenda akandoshamba, akadzoka ava kuona.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 9

Maonero Johani 9:7 akapoteredza