Johani 9:8 BDMCS

8 Vavakidzani vake navaya vakanga vambomuona achipemha vakati, “Ko, uyu haasi iye murume uya aisimbogara achipemha here?”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 9

Maonero Johani 9:8 akapoteredza