Mabasa Avapostori 10:3 BDMCS

3 Mumwe musi panguva inenge yechitatu masikati akaona chiratidzo. Akanyatsoona mutumwa waMwari, uyo akauya kwaari akati, “Koniriasi!”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 10

Maonero Mabasa Avapostori 10:3 akapoteredza