19 Mushure mokunge Herodhi amutsvakisisa kwazvo uye asina kumuwana, akanyatsobvunzisisa varindi ndokubva arayira kuti vaurayiwe. Ipapo Herodhi akabva kuJudhea akaenda kuKesaria akandogarako kwechinguva.
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 12
Maonero Mabasa Avapostori 12:19 akapoteredza