Mabasa Avapostori 12:20 BDMCS

20 Aisipopotedzana navanhu veTire neSidhoni, vakanga vabatana pamwe chete vakatsvaka kuti vataurirane naye. Vakati vawana rutsigiro rwaBhurasto, muranda akatendeka wamambo, vakakumbira rugare, nokuti vaipona nenyika yamambo, nokuti ndikwo kwavaiwana zvokudya.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 12

Maonero Mabasa Avapostori 12:20 akapoteredza