Mabasa Avapostori 15:1 BDMCS

1 Vamwe varume vakauya vachibva kuJudhea vakaenda kuAndioki, uye vakanga vachidzidzisa hama vachiti: “Kunze kwokunge madzingiswa, maererano netsika yakadzidziswa naMozisi, hamungaponeswi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 15

Maonero Mabasa Avapostori 15:1 akapoteredza