Mabasa Avapostori 15:2 BDMCS

2 Izvi zvakasvitsa Pauro naBhanabhasi pakupesana kukuru uye nokukakavadzana navo. Saka Pauro naBhanabhasi vakasarudzwa kuti vaende kuJerusarema pamwe chete navamwe vatendi, kuti vandoona vapostori navakuru pamusoro peshoko iri.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 15

Maonero Mabasa Avapostori 15:2 akapoteredza