Mabasa Avapostori 15:3 BDMCS

3 Kereke yakavatuma parwendo rwavo, uye pavakafamba vachipinda nomuFonisia nomuSamaria, vakarondedzera kuti vaHedheni vainge vachitendeuka sei. Shoko iri rakafadza hama dzose zvikuru.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 15

Maonero Mabasa Avapostori 15:3 akapoteredza