Mabasa Avapostori 16:15 BDMCS

15 Akati abhabhatidzwa iye neveimba yake, vakatikoka kumba kwake akati, “Kana muchiona kuti ndiri mutendi muna She, uyaiwo mugare kumba kwangu.” Uye akatikumbirisa tikatenda.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 16

Maonero Mabasa Avapostori 16:15 akapoteredza