Mabasa Avapostori 16:16 BDMCS

16 Nerimwe zuva patakanga tichienda kunzvimbo yokunyengetera, takasangana nomusikana akanga ari nhapwa akanga ane mweya wokuvuka. Iye aiwanira vatenzi vake mari zhinji nokuvuka kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 16

Maonero Mabasa Avapostori 16:16 akapoteredza