Mabasa Avapostori 19:2 BDMCS

2 akavabvunza akati, “Makagamuchira Mweya Mutsvene here pamakatenda?”Ivo vakapindura vakati, “Kwete, hatina kutongonzwa kuti kune Mweya Mutsvene isu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 19

Maonero Mabasa Avapostori 19:2 akapoteredza