Mabasa Avapostori 22:25 BDMCS

25 Pavakamusunga kuti vamurove, Pauro akati kumukuru wezana akanga amirepo, “Munotenderwa here nomutemo kuti murove muRoma, asina kana kutombowanikwa ane mhosva?”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 22

Maonero Mabasa Avapostori 22:25 akapoteredza