Mabasa Avapostori 22:26 BDMCS

26 Mukuru wezana akati anzwa izvi, akaenda kumukuru wavarwi akandomuzivisa izvozvo, akati, “Muchaita seiko zvino? Munhu uyu muRoma.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 22

Maonero Mabasa Avapostori 22:26 akapoteredza