Mabasa Avapostori 24:2 BDMCS

2 Pauro akati adaidzwa kuti apinde, Teturo akasvitsa nyaya yake kuna Ferikisi achiti, “Isu takafadzwa nenguva refu yorugare pasi poutongi hwenyu, uye kuchenjera kwenyu kwakashandura rudzi urwu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 24

Maonero Mabasa Avapostori 24:2 akapoteredza