Mabasa Avapostori 28:11 BDMCS

11 Mwedzi mitatu yakati yapfuura, takaenda kugungwa tikakwira muchikepe chakanga chapedza mwaka wechando chiri pachitsuwa apa. Chakanga chiri chikepe chokuArekizandiria chakanga chine misoro miviri yavamwari mapatya, ivo Kasitori naPorukisi.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 28

Maonero Mabasa Avapostori 28:11 akapoteredza