Mabasa Avapostori 8:30 BDMCS

30 Ipapo Firipi akamhanya achienda kungoro akanzwa murumwe uya achiverenga kubva kuna Isaya muprofita. Firipi akati kwaari, “Uri kunzwisisa zvauri kuverenga here?”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 8

Maonero Mabasa Avapostori 8:30 akapoteredza