Mako 1:34 BDMCS

34 uye Jesu akaporesa vazhinji vakanga vane zvirwere zvakasiyana-siyana. Akadzingawo madhimoni mazhinji, asi akanga asingatenderi madhimoni kuti ataure nokuti akanga achiziva kuti iye ndiani.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 1

Maonero Mako 1:34 akapoteredza