Mako 1:35 BDMCS

35 Mangwanani-ngwanani, kuchakasviba, Jesu akamuka akabuda mumba akaenda kunzvimbo yaakanga ari oga, ikoko akandonyengetera.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 1

Maonero Mako 1:35 akapoteredza