16 Ipapo akatora vana akavafungatira mumaoko ake, akaisa maoko ake pamusoro pavo akavaropafadza.
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 10
Maonero Mako 10:16 akapoteredza