Mako 10:17 BDMCS

17 Jesu akati achifamba munzira, mumwe munhu akamhanyira kwaari akawira pasi namabvi ake pamberi pake. Akabvunza akati, “Mudzidzisi akanaka, ndinofanira kuiteiko kuti ndigare nhaka youpenyu husingaperi?”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 10

Maonero Mako 10:17 akapoteredza