Mako 13:8 BDMCS

8 Rudzi ruchamukira rumwe rudzi, uye ushe huchamukira humwe ushe. Pachava nokudengenyeka kwenyika munzvimbo dzakasiyana-siyana, uye nenzara. Izvi ndizvo zvichava kutanga kwokurwadziwa kwokusununguka.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 13

Maonero Mako 13:8 akapoteredza