Mako 13:9 BDMCS

9 “Munofanira kugara makarinda. Muchaendeswa kumatare mugorohwa mumasinagoge avo. Muchamira pamberi pavabati napamberi pamadzimambo nokuda kwangu, sezvapupu kwavari.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 13

Maonero Mako 13:9 akapoteredza