Mako 15:39 BDMCS

39 Uye mukuru wezana, akanga amirepo, pamberi paJesu, akati anzwa kudanidzira kwake uye akaona mafiro aakaita, akati, “Zvirokwazvo munhu uyu akanga ari Mwanakomana waMwari!”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 15

Maonero Mako 15:39 akapoteredza