Mako 15:40 BDMCS

40 Vamwe vakadzi vakanga vachitarira vari kure. Pakati pavo paiva naMaria Magadharena, Maria mai vaJakobho, munun'una waJosesi, naSarome.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 15

Maonero Mako 15:40 akapoteredza