Mako 3:4 BDMCS

4 Ipapo Jesu akavabvunza akati, “Ndezvipiko zvinotenderwa nomusi weSabata: kuita zvakanaka kana kuita zvakaipa, kuponesa munhu kana kuuraya?” Asi vakaramba vanyerere.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 3

Maonero Mako 3:4 akapoteredza