Mako 3:5 BDMCS

5 Atsamwa, akatarisa vanhu vose vakanga vakamukomberedza, uye ashungurudzwa nokuda kwokusindimara kwemwoyo yavo akati kumunhu, “Tambanudza ruoko rwako.” Akarutambanudza, uye ruoko rwake rukaporeswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 3

Maonero Mako 3:5 akapoteredza