Mako 4:15 BDMCS

15 Vamwe vanhu vakaita setsanga yakawira munzira, munokushwa shoko. Pavanongorinzwa, Satani anouya otora shoko rakushwa mukati mavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 4

Maonero Mako 4:15 akapoteredza