Mako 4:20 BDMCS

20 Vamwe vakaita setsanga yakawira pavhu rakanaka, vanonzwa shoko, vorigamuchira, uye vobereka zvibereko, kakapetwa makumi matatu, makumi matanhatu kana kunyange zana pane zvinenge zvakushwa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 4

Maonero Mako 4:20 akapoteredza