Mako 4:21 BDMCS

21 Akati kwavari, “Munouya nomwenje kuzouisa pasi pedengu here kana pasi pomubhedha? Handiti munouisa pachigadziko chawo here?

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 4

Maonero Mako 4:21 akapoteredza