Mako 6:25 BDMCS

25 Pakarepo musikana akamhanya akapinda kuna mambo nechikumbiro akati, “Ndinoda kuti mundipe iye zvino musoro waJohani Mubhabhatidzi mundiro umu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 6

Maonero Mako 6:25 akapoteredza