Mako 6:26 BDMCS

26 Mambo akatambudzika zvikuru, asi nokuda kwemhiko yake uye nokuda kwevaakanga achidya navo, haana kuda kumurambira.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 6

Maonero Mako 6:26 akapoteredza