Mako 6:55 BDMCS

55 Vakamhanya nomunyika iyo yose vakatakura vanorwara pamaponde vachienda navo kwavakanga vanzwa kuti ndiko kwaari.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 6

Maonero Mako 6:55 akapoteredza