Mako 6:56 BDMCS

56 Uye pose paakaenda mumisha, mumaguta kana mumaruwa, vakaisa varwere mumisika. Vakamukumbira kuti avabvumire kubata kunyange mupendero wejasi rake, uye vose vakamubata vakaporeswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 6

Maonero Mako 6:56 akapoteredza