Mako 7:28 BDMCS

28 Iye akapindura akati, “Hongu Ishe, asi kunyange imbwa dziri pasi petafura dzinodya zvimedu zvezvokudya zvavana wani.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 7

Maonero Mako 7:28 akapoteredza