29 Ipapo akati kwaari, “Nokuda kwemhinduro yakadai, enda hako; dhimoni rabva pamwanasikana wako.”
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 7
Maonero Mako 7:29 akapoteredza