19 Jesu akati, “Haiwa rudzi rusingatendi, ndichagara nemi kusvikira riniko? Ndichakuitirai mwoyo murefu kusvikira riniko? Uyai nomukomana kwandiri.”
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 9
Maonero Mako 9:19 akapoteredza