20 Saka vakauya naye. Mweya wakati uchiona Jesu, pakarepo wakawisira mukomana pasi ukamubvundisa. Akawira pasi akaumburuka, achipupuma furo pamuromo.
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 9
Maonero Mako 9:20 akapoteredza